Oh Mwari wakanaka
Oh Mwari wakanaka
Oh Mwari wakanaka
Mwari wakanaka kwandiri
Mwari anenyasha, Iye wakanaka
Ishe ndinomuda, Ndiye mununuri
Muchinda werugare, Ishe Zvoshamisa
Jesu rumbidzwai, Narinhi
Mwari samasimba, Rumbidzwai Jehova
Ngirozi dzopfugama, Dzorumbidza imi
Hosana kudenga, Hosana mutsvene
Jesu ndimi mambo, Narinhi
|